Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 44:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Jehovha akati kwandiri, “Suo iri rinofanira kugara rakapfigwa, harifaniri kuzarurwa, uye hakuna munhu anofanira kupinda naro, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wapinda naro; saka rinofanira kuramba rakapfigwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Jehova akati kwandiri: Suʋo iri rinofanira kugara rakapfigwa, harifaniri kuzarurwa, ʋuye hakunomunhu unofanira kupinda naro, nokuti Jehova Mŋari waIsraeri wapinda naro; saka rinofanira kuramba rakapfigwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Jehovha akati kwandiri, “Suo iri rinofanira kugara rakapfigwa. Harifaniri kuzarurwa; hakuna munhu angapinda naro. Rinofanira kugara rakapfigwa nokuti Jehovha, Mwari waIsraeri, akapinda napariri:

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 44:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy