Ezekieri 43:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kubginya kwaJehova kukapinda mumba nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi pakwakapinda muTemberi nokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi pakwakapinda muTemberi nokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kubwinya kwaJehovha kwakapinda mutemberi napasuo rakanangana nokumabvazuva. Viz kapitola |