Ezekieri 41:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Upamhi hwomukova hwakaita mamita ane gumi; mativi omukova akaita mamita mashanu kurutivi rumwe, namamita mashanu kuno rumwe rutivi; akayera kureba kwazvo, zvikaita mamita makumi mana, noupamhi mamita makumi maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋupamhi bgomukoʋa bgakaita makubiti anegumi; matiʋi omukoʋa akaita makubiti mashanu kurutiʋi rumŋe, namakubiti mashanu kunorumŋe rutiʋi; akayera kureɓa kwaɀo, ɀikaita makubiti makumi manna, noʋupamhi makubiti makumi maʋiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kufara kwomusuo iwoyo kwakaita mamita mashanu uye madziro omumativi mepamusuo ipapo achisvitsawo mamita maviri ane hafu uku nouku. Akaerawo kureba kwezimba iroro kukasvika makumi maviri amamita, upamhi hwaro huchiita gumi ramamita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kufara kwomusuo iwoyo kwakaita mamita mashanu uye madziro omumativi mepamusuo ipapo achisvitsawo mamita maviri ane hafu uku nouku. Akaerawo kureba kwezimba iroro kukasvika makumi maviri amamita, upamhi hwaro huchiita gumi ramamita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mukova wacho wakanga una makubhiti gumi paupamhi, uye madziro aionekera kurutivi rumwe norumwe rwawo akanga ana makubhiti mashanu paupamhi. Akayerawo nzvimbo tsvene yokunze; yakanga yakareba makubhiti makumi mana uye makubhiti makumi maviri paupamhi. Viz kapitola |