Ezekieri 40:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Kwakanga kuna mabiravira kumativi ose, akaita mamita makumi maviri namashanu pakureba, namamita mashanu pahupamhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Kwakaŋga kunamaɓiraʋira kumatiʋi ose, akaita makubiti makumi maʋiri namashanu pakureɓa, namakubiti mashanu paʋupamhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Paivawo notumba twepamusuo kutenderera tuchiita mamita makumi maviri namashanu kureba uye upamhi huchiita mamita maviri ane hafu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Paivawo notumba twepamusuo kutenderera tuchiita mamita makumi maviri namashanu kureba uye upamhi huchiita mamita maviri ane hafu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mabiravira emasuo akanga akapoteredza ruvazhe rwomukati akanga ane upamhi huna makubhiti makumi maviri namashanu uye makubhiti mashanu pakudzika. Viz kapitola |