Ezekieri 39:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Zvirokwazvo, vanhu vose venyika vachavaviga; ichava mbiri kwavari nezuva randichakudzwa naro, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀirokwaɀo, ʋanhu ʋose ʋenyika ʋacaʋaʋiga; icaʋa mbiri kwaʋari nezuʋa randicakudzwa naro — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vose venyika iyoyi vachavaviga zvichivawanisa mukurumbira pazuva randicharatidza mbiri yangu. Ndizvo zviri kureva Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu vose venyika iyoyi vachavaviga zvichivawanisa mukurumbira pazuva randicharatidza mbiri yangu. Ndizvo zviri kureva Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vanhu vose vomunyika vachavaviga, uye zuva rokukudzwa kwangu richava zuva ravacharangarira, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |