Ezekieri 38:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako kuna Gogi, wenyika yaMagogi, uporofite pamusoro pake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋanakomana womunhu, rinzira ciso cako kunaGogi, wenyika yaMagogi, mucinda waRoshi naMesheki naTubari, uprofite pamsoro pake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iwe mwanakomana womunhu chitarisana naGogu wokunyika yokwaMagogu, iye muchinda mukuru wokuMesheki nokuTubhari uporofite kwaari uchiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Iwe mwanakomana womunhu chitarisana naGogu wokunyika yokwaMagogu, iye muchinda mukuru wokuMesheki nokuTubhari uporofite kwaari uchiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako kuna Gogi, wenyika yeMagogi, muchinda mukuru weMesheki neTubhari; uprofite pamusoro pake Viz kapitola |