Ezekieri 38:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Nokuti ndakataura negodo rangu uye nomoto wehasha dzangu, ndichiti, ‘Zvirokwazvo, nezuva iro kuzununguka kukuru kuchavapo panyika yaIsiraeri; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nokuti ndakataura negoɗo raŋgu ʋuye nomŋoto wehasha dzaŋgu, ndiciti: Ɀirokwaɀo, nezuʋa iro kuzunuŋguka kukuru kucaʋa’po panyika yaIsraeri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndizvo zvandiri kutaura izvozvo ndiine shanje ndakaviruka nehasha nezuvaro pachaita kundengendeka kukuru munyika yeIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndizvo zvandiri kutaura izvozvo ndiine shanje ndakaviruka nehasha nezuvaro pachaita kundengendeka kukuru munyika yeIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pakushingaira kwangu uye nomoto wehasha dzangu, ndinozivisa kuti panguva iyoyo pachava nokudengenyeka kukuru munyika yaIsraeri. Viz kapitola |