Ezekieri 37:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 akandipfuudza napakati pawo kumativi ose; tarirai, aivapo akawanda kwazvo pakachena pamupata; uye tarirai, akanga akaoma kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akandipfuʋudza napakati pawo kumatiʋi ose; tarirai, aiʋa’po akawanda kwaɀo pakacena pamupata; ʋuye, tarirai, akaŋga akawoma kwaɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akanditungamirira kuno nokoko pakati pawo, uye ndakaona mapfupa mazhinji zhinji pamusoro pomupata; mapfupa akanga akaoma kwazvo. Viz kapitola |