Ezekieri 36:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Ndichakuponesai patsvina yenyu yose; ndichadana zviyo, nokuzviwanza, handingakuremedziyi nenzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndicakuponesai patȿina yenyu yose; ndicaɗana ɀiyo, nokuɀiwanza, handiŋgakuremedziyi nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Ndichakununurai kune zvose zvinokun'oresai, ndichati kuuye mbeswa, dziwande uye handizokupai nzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Ndichakununurai kune zvose zvinokun'oresai, ndichati kuuye mbeswa, dziwande uye handizokupai nzara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ndichakuponesai kubva pakusachena kwenyu kwose. Ndichadana zviyo ndigozviwanza uye handingauyisi nzara pamusoro penyu. Viz kapitola |