Ezekieri 35:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Ndichaparadza maguta ako, iwe uchava dongo; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndicaparadza maguta ako, iwe ucaʋa ɗoŋgo; ɀino ucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndichaita kuti maguta ako asare ava matongo uve renje zvaro ugozoziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndichaita kuti maguta ako asare ava matongo uve renje zvaro ugozoziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichashandura maguta ako akava matongo uye iwe uchaparadzwa. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |