Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 34:4 - Shona Bible 1949 revised 2002

4 Hamuna kusimbisa anoshayiwa simba, kana kurapa anorwara, kana kudzosa akadzingwa, kana kundotsvaka akarasika, asi makaabata nesimba nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Hamuna‐kusimbisa anoshaiwa simba, kana kurapa anorwara, kana kupombera akavunika, kana kudzosa akadziŋgwa, kana kundotȿaka akarashika, asi makaaɓata nesimba nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Dzakarukutika hamuna kudzisimbisa, dzinorwara hamuna kudzirapa, dzakatyoka makumbo hamuna kudzisunga kasekete, dzinotetereka hamuna kudzidzora, dzakarasika hamuna kudzitsvaga. Uye makadzitonga nechisimba nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Dzakarukutika hamuna kudzisimbisa, dzinorwara hamuna kudzirapa, dzakatyoka makumbo hamuna kudzisunga kasekete, dzinotetereka hamuna kudzidzora, dzakarasika hamuna kudzitsvaga. Uye makadzitonga nechisimba nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Hamuna kusimbisa asina simba kana kurapa anorwara kana kusunga akakuvara. Hamuna kutsvaka akarasika kana kudzosa akadzingwa. Makaabata nehasha uye noutsinye.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 34:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy