Ezekieri 33:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 “Saizvozvowo iwe Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire paimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobuda mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Saiɀoɀo ʋo iwe mŋanakomana womunhu, ndakakuita nharirire paimba yaIsraeri; naiɀoɀo cinzwa shoko rinoɓuɗa mumuromo maŋgu, uʋanyeʋere panɀimbo yaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Saizvozvo iwe mwanakomana womunhu, ndakuita nharirire yemba yokwaIsiraeri. Ukangonzwa shoko pamuromo pangu unofanira kupa vanhu yambiro inobva kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Saizvozvo iwe mwanakomana womunhu, ndakuita nharirire yemba yokwaIsiraeri. Ukangonzwa shoko pamuromo pangu unofanira kupa vanhu yambiro inobva kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka inzwa shoko randinotaura ugovaudza yambiro inobva kwandiri. Viz kapitola |