Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akanzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeverwa, ropa rake richava pamusoro pake; dai akatenda kunyeverwa, angadai akaponesa mweya wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Wakanzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeʋerwa, ropa rake ricaʋa pamsoro pake; ɗai akatenda kunyeʋerwa, uŋgaɗai akaponesa mŋeya wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akanzwa kurira kwehwamanda asi haana kuzvichenjerera; rufu rwake nderwokuzviparira. Dai akazvichenjerera angadai akazviponesa upenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akanzwa kurira kwehwamanda asi haana kuzvichenjerera; rufu rwake nderwokuzviparira. Dai akazvichenjerera angadai akazviponesa upenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Sezvo akanzwa kurira kwehwamanda asi akashaya hanya, ropa rake richava pamusoro wake. Dai akateerera kunyeverwa, angadai akaponesa upenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy