Ezekieri 32:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Unopfuura aniko pakunaka? Buruka, ugondoradzikwa kuna vasina kudzingiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Unopfuʋuraniko pakunaka? Ƃuruka, ugondoradzikwa kunaʋasina‐kudziŋgiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Ndiani chaizvo waunokunda parunako iwe, chidzika undoradzikwa pamwechete navasina kudzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Ndiani chaizvo waunokunda parunako iwe, chidzika undoradzikwa pamwechete navasina kudzingiswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Uti kwavari, ‘Ko, imi munonyanya kudikanwa kupfuura vamwe here? Burukai munoradzikwa pakati pavasina kudzingiswa.’ Viz kapitola |