Ezekieri 30:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ungudzai! Aiwa, zuva rakaipa sei!’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋanakomana womunhu, profita, uti: Ɀanzi naShe Jehova: Wuŋgudzai! Haiwa, zuʋa rakaipa sei! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Mwanakomana womunhu porofita uti zvanzi naTenzi Mwari: “Daidzira uchiti, ‘Hero zuva riya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Mwanakomana womunhu porofita uti zvanzi naTenzi Mwari: “Daidzira uchiti, ‘Hero zuva riya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwanakomana womunhu, profita uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Ungudza uti, “Haiwa, zuva iro!” Viz kapitola |