Ezekieri 28:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvawakamisa mwoyo wako somwoyo waMwari,’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ɀawakamisa mŋoyo wako somŋoyo waMŋari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nezvo zvanzi naTenzi Mwari, ‘Iwe zvaunozviti mumwoyo mako uri mungwaru saMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 nezvo zvanzi naTenzi Mwari, ‘Iwe zvaunozviti mumwoyo mako uri mungwaru saMwari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Nokuti unofunga kuti wakangwara, sokungwara kwamwari, Viz kapitola |