Ezekieri 10:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Kana ari makumbo, ndakanzwa achitumidzwa zvinomonereka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ari makumbo, ndakanzwa acitumidzwa ɀinomonereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino mavhiri iwayo ndakanzwa achidaidzwa kunzi kuvhiririka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino mavhiri iwayo ndakanzwa achidaidzwa kunzi kuvhiririka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndakanzwa mavhiri achitumidzwa zita rokuti “mavhiri okumonereka.” Viz kapitola |