Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 NapaShusha nhare yamambo, vaJudha vakauraya nokuparadza varume vana mazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 NapaShushani nhare yamambo, ʋaJuda ʋakaʋuraya nokuparadza ʋarume ʋanamazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Muguta reSusa makare, muguta guru romuzinda iroro, vaJudha vakauraya vakaparadza mazana mashanu avanhu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Muguta reSusa makare, muguta guru romuzinda iroro, vaJudha vakauraya vakaparadza mazana mashanu avanhu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 VaJudha vakauraya uye vakaparadza varume vanokwana mazana mashanu munhare yeShushani.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

6 NapaShusha nhare yamambo, vaJudha vakauraya nokuparadza varume vana mazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy