Estere 9:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 VaJudha vakaparadza vavengi vavo vose, nokuvatema neminondo, nokuvauraya, nokuvaparadza, vakaitira vavengi vavo sezvavaida. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ƲaJuda ʋakaparadza ʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose, nokuʋatema neminondo, nokuʋaʋuraya, nokuʋaparadza, ʋakaitira ʋaʋeŋgi ʋaʋo seɀaʋaiɗa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo vaJudha vakarwisa vavengi vavo vose vachivapfuudza vachivaparadza vachitoita zvavo zvavanoda kuna vaivavenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo vaJudha vakarwisa vavengi vavo vose vachivapfuudza vachivaparadza vachitoita zvavo zvavanoda kuna vaivavenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 VaJudha vakabaya vavengi vavo vose nomunondo, vakavauraya vakavaparadza, uye vakaita zvavaida kune avo vaivavenga. Viz kapitolaShona BIBLE5 VaJudha vakaparadza vavengi vavo vose, nokuvatema neminondo, nokuvauraya, nokuvaparadza, vakaitira vavengi vavo sezvavaida. Viz kapitola |