Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:4 - Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti Modhekai akanga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakanga yasvika kumativi ose enyika; nokuti murume uyu Modhekai akaramba achikura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti Mordekai wakaŋga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakaŋga yaȿika kumatiʋi ose enyika; nokuti murume uyu Mordekai wakaramba acikura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Nokuti Modhekai akanga ava mukuru mukuru mumuzinda wamambo mukurumbira wake ukadhuma munyika dzose idzodzo pamusana pokuti simba raModhekai rakaramba richingokura-kura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Nokuti Modhekai akanga ava mukuru mukuru mumuzinda wamambo mukurumbira wake ukadhuma munyika dzose idzodzo pamusana pokuti simba raModhekai rakaramba richingokura-kura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Modhekai akanga ari mukuru mukuru mumuzinda; mbiri yake yakapararira munyika yose, uye akava nesimba rakaramba richikura.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

4 Nokuti Modhekai akanga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakanga yasvika kumativi ose enyika; nokuti murume uyu Modhekai akaramba achikura.

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy