Estere 9:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 vaJudha vakatema chirevo vakazvisunga, kuti ivo navana vavo, navose vaizozviisa kwavari, havangatongoregi kurangarira mazuva iwayo maviri, sezvakanga zvanyorwa pamusoro pawo, uye panguva yakanga yatarwa gore rimwe nerimwe; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 ʋaJuda ʋakatema cireʋo ʋakaɀisuŋga, kuti iʋo naʋana ʋaʋo, naʋose ʋaizoɀiisa kwaʋari, haʋaŋgatoŋgoregi kuraŋgarira mazuʋa iwayo maʋiri, seɀakaŋga ɀanyorwa pamsoro pawo, ʋuye paŋguʋa yakaŋga yatarwa gore rimŋe nerimŋe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 vaJudha vakazviisira murao, ivo pachavo navana vavo nevose vakanga vabatana navo wokuti: vaifanira kuzochengeta mazuva maviri iwaya gore negore pasina zvokumborega kuachengeta, vachiachengeta somunyorerwo wazvakaitwa uyewo panguva yacho yakatemwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 vaJudha vakazviisira murao, ivo pachavo navana vavo nevose vakanga vabatana navo wokuti: vaifanira kuzochengeta mazuva maviri iwaya gore negore pasina zvokumborega kuachengeta, vachiachengeta somunyorerwo wazvakaitwa uyewo panguva yacho yakatemwa; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 vaJudha vakasarudza kusimbisa tsika yokuti ivo navana vavo navose vaizobatana navo vaifanira kucherechedza mazuva maviri aya gore negore vasingatongoregi, sezvazvakanga zvakanyorwa uye nenguva dzakatarwa. Viz kapitolaShona BIBLE27 vaJudha vakatema chirevo vakazvisunga, kuti ivo navana vavo, navose vaizozviisa kwavari, havangatongoregi kurangarira mazuva iwayo maviri, sezvakanga zvanyorwa pamusoro pawo, uye panguva yakanga yatarwa gore rimwe nerimwe; Viz kapitola |