Estere 9:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 asi shoko iri rakati richisvika kuna mambo, iye ndokuraira nen’wadhi kuti zano iri rake rakaipa raakafunga pamusoro pavaJudha, ridzoserwe pamusoro wake, uye kuti iye navanakomana vake vasungirirwe pamatanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 asi shoko iri rakati riciȿika kunamambo, iye ndokuraira neŋwadi kuti zano iri rake rakaipa raakafuŋga pamsoro paʋaJuda, ridzoserwe pamusoro wake, ʋuye kuti iye naʋanakomana ʋake ʋasuŋgirirwe pamatanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi pakazosvika Esita pana mambo, iye mambo akatema zvirevo zvakaita zvokunyorwa kuti bangano rake rakaipa raakanga arongera vaJudha ripfukire Hamani wakare uye kuti iye navanakomana vake vasungirirwe pamutandarikwa wamapango. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi pakazosvika Esita pana mambo, iye mambo akatema zvirevo zvakaita zvokunyorwa kuti bangano rake rakaipa raakanga arongera vaJudha ripfukire Hamani wakare uye kuti iye navanakomana vake vasungirirwe pamutandarikwa wamapango. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi shoko iri rakati rasvika munzeve dzamambo, akanyora achirayira kuti zano rakaipa iri rakanga rarongwa naHamani rokurwisa vaJudha ridzokere pamusoro pake iye uye kuti iye navanakomana vake vasungirirwe pamatanda. Viz kapitolaShona BIBLE25 asi shoko iri rakati richisvika kuna mambo, iye ndokuraira netsamba kuti zano iri rake rakaipa raakafunga pamusoro pavaJudha, ridzoserwe pamusoro wake, uye kuti iye navanakomana vake vasungirirwe pamatanda. Viz kapitola |