Online Bible

- Reklamy -




Estere 9:22 - Shona Bible 1949 revised 2002

22 nokuti ndiwo mazuva vaJudha avakazorodzwa nawo pavavengi vavo, nomwedzi wavakashandurirwa nawo kuchema kwavo ukava mufaro, uye zuva rokuchema rikava zuva rakanaka; uye kuti vaaite mazuva omutambo noomufaro, nookutumirana zvinonaka uye zvipo kuvarombo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 nokuti ndiwo mazuʋa ʋaJuda aʋakazorodzwa nawo paʋaʋeŋgi ʋaʋo, nomŋedzi waʋakashandurirwa nawo kucema kwaʋo ukaʋa mufaro, ʋuye zuʋa rokucema rikaʋa zuʋa rakanaka; ʋuye kuti ʋaaite mazuʋa omutambo noomufaro, nookutumirana ɀinonaka ʋuye ɀipo kuʋarombo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Akavati vaachengete samazuva akawana vaJudha zororo kuvavengi vavo, uye semwedzi wavakasandurirwa zvinhu, kusuruvara kukaitwa kufara, kuungudza kuchiitwa zuva rokufaranuka vagoaita mazuva emabiko neokufara, mazuva okutumirana zvipo zvezvokudya zvakanakisisa ivo pachavo nokuvarombowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Akavati vaachengete samazuva akawana vaJudha zororo kuvavengi vavo, uye semwedzi wavakasandurirwa zvinhu, kusuruvara kukaitwa kufara, kuungudza kuchiitwa zuva rokufaranuka vagoaita mazuva emabiko neokufara, mazuva okutumirana zvipo zvezvokudya zvakanakisisa ivo pachavo nokuvarombowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 senguva yakawanikwa rusununguko navaJudha kubva kuvavengi vavo, uye somwedzi uyo kusuruvara kwavo kwakashandurwa kukava mufaro, uye kuchema kwavo kukashandurwa kukava zuva rokupembera. Akavanyorera kuti vacherechedze mazuva aya samazuva amabiko nomufaro vachipana zvipo zvezvokudya, mumwe nomumwe, uyewo nokuvarombo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

22 nokuti ndiwo mazuva vaJudha avakazorodzwa nawo pavavengi vavo, nomwedzi wavakashandurirwa nawo kuchema kwavo ukava mufaro, uye zuva rokuchema rikava zuva rakanaka; uye kuti vaaite mazuva omutambo noomufaro, nokutumirana zvinonaka uye zvipo kuvarombo.

Viz kapitola kopírovat




Estere 9:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy