Estere 9:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Navamwe vaJudha vaiva pamativi enyika yamambo vakaungana, vakarwira upenyu hwavo, vakazorora pavavengi vavo, vakauraya pakati pavavengi vavo vane zviuru zvina makumi manomwe nezvishanu; asi havana kupambara nhumbi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naʋamŋe ʋaJuda ʋaiʋa pamatiʋi enyika yamambo ʋakaʋuŋgana, ʋakarwira ʋupenyu bgaʋo, ʋakazorora paʋaʋeŋgi ʋaʋo, ʋakaʋuraya pakati paʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋaneɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀishanu; asi haʋana‐kupambara nhumbi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 VaJudhawo vakanga vari mune dzimwe nyika dzomunyika yaMambo, vakaunganawo kuti vazvidzivirire. Vakawana zororo kuvavengi vavo nokuuraya zviuru makumi manomwe avanhu ane zviuru zvishanu vaivavenga asi havana chavakapamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 VaJudhawo vakanga vari mune dzimwe nyika dzomunyika yaMambo, vakaunganawo kuti vazvidzivirire. Vakawana zororo kuvavengi vavo nokuuraya zviuru makumi manomwe avanhu ane zviuru zvishanu vaivavenga asi havana chavakapamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvichakadaro, vakasara vavaJudha vaiva munyika yamambo vakaunganawo kuti vazvidzivirire uye kuti vanunurwe kubva kuvavengi vavo. Vakauraya zviuru makumi manomwe nezvishanu asi havana kubata zvakapambwa. Viz kapitolaShona BIBLE16 Navamwe vaJudha vaiva pamativi enyika yamambo vakaungana, vakarwira upenyu hwavo, vakazorora pavavengi vavo, vakauraya pakati pavavengi vavo vane zviuru zvina makumi manomwe nezvishanu; asi havana kupambara nhumbi. Viz kapitola |