Estere 9:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, vaJudha vari paShusha ngavatenderwe kuita mangwanawo nechirevo chanhasi, navanakomana vaHamani vane gumi vasungirirwe pamatanda”. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Estere akati: Kana mambo acifara naɀo, ʋaJuda ʋari paShushani ŋgaʋatenderwe kuita maŋgwana ʋo necireʋo canhasi, naʋanakomana ʋaHamani ʋanegumi ʋasuŋgirirwe pamatanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Esita akati, “Kana muchida henyu mambo, regai zvenyu vaJudha vari muguta reSusa muno mangwana vabvumirwe kuzoita zviri kurehwa nechirevo ichochi chanhasi uno ichi, uye zvitunha gumi zvavanakomana vaHamani zvirembedzwe pamutandarikwa wamapango uya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Esita akati, “Kana muchida henyu mambo, regai zvenyu vaJudha vari muguta reSusa muno mangwana vabvumirwe kuzoita zviri kurehwa nechirevo ichochi chanhasi uno ichi, uye zvitunha gumi zvavanakomana vaHamani zvirembedzwe pamutandarikwa wamapango uya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Esteri akapindura akati, “Kana mambo achifara nazvo, ipai vaJudha vari muShushani mvumo yokuendererazve mberi mangwana nechirevo chezuva ranhasi, uye ngazviitike kuti vanakomana gumi vaHamani vasungirirwe pamatanda.” Viz kapitolaShona BIBLE13 Ipapo Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, vaJudha vari paShusha ngavatenderwe kuita mangwanawo nechirevo chanhasi, navanakomana vaHamani vane gumi vasungirirwe pamatanda”. Viz kapitola |