Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:10 - Shona Bible 1949 revised 2002

10 ivo vanakomana vane gumi vaHamani mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha, vakavaurayawo; asi havana kupambara nhumbi dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 iʋo ʋanakomana ʋanegumi ʋaHamani mŋanakomana waHamedata, muʋeŋgi waʋaJuda, ʋakaʋaʋuraya ʋo; asi haʋana‐kupambara nhumbi dzaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 navanakomana gumi vaHamani mwana waHamudhata, muvengi wavaJudha, asi havana chavakapamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 navanakomana gumi vaHamani mwana waHamudhata, muvengi wavaJudha, asi havana chavakapamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 vanakomana gumi vaHamani, mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha. Asi havana kubata zvakapambwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

10 ivo vanakomana vane gumi vaHamani mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha, vakavaurayawo; asi havana kupambara nhumbi dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy