Online Bible

- Reklamy -




Estere 8:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora panaHamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mambo akabvisa cindori cake caakaŋga atora panaHamani, akacipa Mordekai. Estere ndokuita Mordekai mutariri weimba yaHamani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Mambo akabvisa mhete yake yechindori, yaakanga atorazve kubva kuna Hamani, ndokuipa Modhekai. Uye Esteri akamugadza kuti ave mutariri weimba yaHamani.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

2 Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora pana Hamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani.

Viz kapitola kopírovat




Estere 8:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy