Estere 7:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Mambo akatizve kuna Esiteri pazuva rechipiri, pamafundo ewaini, “Chinyiko chaunonyengetera, vahosi Esiteri? Uchapiwa. Unokumbireiko? Zvichaitwa, kunyange uchikumbira hafu youshe hwangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mambo akati ɀe kunaEstere pazuʋa recipiri, pamafundo ewaini: Cinyiko caunonyeŋgetera, ʋahosi Estere? Ucacipiwa. Unokumbireiko? Ɀicaitwa, kunyaŋge ucikumbira hafu yoʋushe bgaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pazuva rechipiri racho, vachinwa zvavo waini, mambo akatizve kuna Esita, “Chichemo chenyu ndechipi nhai vahosi vangu Esita? Unozvipiwa. Chii chaizvo chauri kukumbira? Kunyange chikava chikamu chapakati napakati chaicho choumambo hwangu, zvinofanira kuti zvitoitwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pazuva rechipiri racho, vachinwa zvavo waini, mambo akatizve kuna Esita, “Chichemo chenyu ndechipi nhai vahosi vangu Esita? Unozvipiwa. Chii chaizvo chauri kukumbira? Kunyange chikava chikamu chapakati napakati chaicho choumambo hwangu, zvinofanira kuti zvitoitwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye pavakanga vachinwa waini pazuva rechipiri, mambo akabvunzazve akati, “VaHosi Esteri, muri kukumbireiko? Muchapiwa. Chikumbiro chenyu ndechei? Kunyange kusvika pahafu youshe, muchazviitirwa.” Viz kapitolaShona BIBLE2 Mambo akatizve kuna Esiteri pazuva rechipiri, pamafundo ewaini, “Chiiko chaunonyengetera, vahosi Esiteri? Uchapiwa. Unokumbireiko? Zvichaitwa, kunyangwe uchikumbira hafu youshe hwangu.” Viz kapitola |