Online Bible

- Reklamy -

Estere 6:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ipapo mambo akati: Mordekai wakakudzwa nokurumbidzwa seiko pamsoro pecinhu ici? Ʋaranda ʋamambo ʋaimuɓatira ʋakati: Haana‐caakaitirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mambo akati, “Chii chaizvo chakapiwa Modhekai kuitira nyaya iyoyi chokumuremekedza kana chokumukudzawo nacho?” Machinda amambo aimushandira akati, “Hapana chaakaitirwa uya!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mambo akati, “Chii chaizvo chakapiwa Modhekai kuitira nyaya iyoyi chokumuremekedza kana chokumukudzawo nacho?” Machinda amambo aimushandira akati, “Hapana chaakaitirwa uya!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mambo akabvunza akati, “Modhekai akagamuchira kukudzwa nerumbidzo yei nokuda kwaizvozvi.” Varanda vake vakati, “Hapana chaakaitirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

3 Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Estere 6:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy