Estere 6:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Vakawana kuti pakanyorwa kuti Modhekai akadeya kuzivisa mashoko aBhigitana naTereshi, varanda vaviri vamambo pakati pavarindi vomukova, vakatsvaka kuuraya mambo Ahashivheroshi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋakawana kuti pakanyorwa kuti Mordekai wakaɗeya kuziʋisa mashoko aBigtana naTereshi, ʋaranda ʋaʋiri ʋamambo pakati paʋarindi ʋomukoʋa, ʋakatȿaka kuʋuraya mambo Ahashveroshi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Makawanika makanyorwa zvokunyevera kwakaita Modhekai nezvaBhigitana naTereshi, vayuniki vaviri vokwamambo vaya vakanga vari vokugaririra kusuo guru vakanga vafunga zvokuuraya mambo Ahasuerusi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Makawanika makanyorwa zvokunyevera kwakaita Modhekai nezvaBhigitana naTereshi, vayuniki vaviri vokwamambo vaya vakanga vari vokugaririra kusuo guru vakanga vafunga zvokuuraya mambo Ahasuerusi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakawana zvakanyorwamo kuti Modhekai akaburitsa pachena kuti Bhigitana naTereshi, vabati vaviri vamambo vaichengeta mukova, vakanga varangana kuuraya Mambo Zekisesi. Viz kapitolaShona BIBLE2 Vakawana kuti pakanyorwa kuti Modhekai akadeya kuzivisa mashoko aBhigitana naTereshi, varanda vaviri vamambo pakati pavarindi vomukova, vakatsvaka kuuraya mambo Ahasuerusi. Viz kapitola |