Online Bible

- Reklamy -

Estere 3:11 - Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mambo akati kunaHamani: Iwe naʋanhu ʋako muŋgatora sirveri iyo, muite nayo seɀaunoɗa iwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mambo akati kuna Hamani, “Mari yacho unopiwa iwe uye vanhu vacho vanoiswa mumaoko mako kuti uite zvaunoda navo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mambo akati kuna Hamani, “Mari yacho unopiwa iwe uye vanhu vacho vanoiswa mumaoko mako kuti uite zvaunoda navo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Mambo akati kuna Hamani, “Chengeta mari uye uite zvaunoda navanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

11 Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.”

Viz kapitola kopírovat

Estere 3:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy