Estere 3:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo mambo Ahashivheroshi akakudza Hamani, mwanakomana waHamedhata muAgagi, akamuita mukuru nokumupfuudza ave mukuru kumachinda ake ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo mambo Ahashveroshi wakakudza Hamani mŋanakomana waHamedata muAgagi, akamuita mukuru nokumupfuʋudza aʋe mukuru kumacinda ake ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi izvi, mambo Ahasuerusi akasumudzira pamusoro Hamani wokwaAgagi mwanakomana waHamedhata akamukwidziridza achimupa chigaro chepamusoro kudarika machinda mamwe ose aakanga anawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi izvi, mambo Ahasuerusi akasumudzira pamusoro Hamani wokwaAgagi mwanakomana waHamedhata akamukwidziridza achimupa chigaro chepamusoro kudarika machinda mamwe ose aakanga anawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo, Mambo Zekisesi akaremekedza Hamani mwanakomana waHamedhata, muAgagi, akamukwidziridza nokumupa chigaro chinokudzwa chakanga chiri pamusoro-soro kupfuura zvamamwe makurukota ose. Viz kapitolaShona BIBLE1 Shure kwaizvozvo mambo Ahasuerusi akakudza Hamani, mwanakomana waHamedhata muAgagi, akamuita mukuru nokumupfuudza ave mukuru kumachinda ake ose. Viz kapitola |