Estere 2:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Zvino paShusha panhare yamambo pakanga panomuJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino paShushani panhare yamambo pakaŋga panomuJuda, wainzi Mordekai, mŋanakomana waJairi, mŋanakomana waShimei, mŋanakomana waKishi, muBenjamini, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Guta reSusa, guta guru romuzinda wamambo maiva nomumwe murume muJudha ainzi Modhekai mwana waJairi mwana waShimei ari mwanawo waKishi wedzinza rokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Guta reSusa, guta guru romuzinda wamambo maiva nomumwe murume muJudha ainzi Modhekai mwana waJairi mwana waShimei ari mwanawo waKishi wedzinza rokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvino munhare yeShushani maiva nomuJudha worudzi rwaBhenjamini, ainzi Modhekai mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, Viz kapitolaShona BIBLE5 Zvino paShusha panhare yamambo pakanga pano muJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini, Viz kapitola |