Estere 2:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 zvino musikana akapinda nomutoo akadaro kuna mambo, uye chinhu chipi nechipi chaaida aichipiwa, kuti abude nacho paimba yavakadzi, apinde mumba mamambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ɀino musikana akapinda nomutoʋo wakaɗaro kunamambo, ʋuye cinhu cipi necipi caaiɗa waicipiwa, kuti aɓuɗe naco paimba yaʋakadzi, apinde mumba mamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Musikana paaizopinda muna mambo saizvozvi chaainge ada kuti ave nacho aipiwa chokuenda nacho chichibva kumba yavanhukadzi achienda kumuzinda wamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Musikana paaizopinda muna mambo saizvozvi chaainge ada kuti ave nacho aipiwa chokuenda nacho chichibva kumba yavanhukadzi achienda kumuzinda wamambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvino aya ndiwo aiva maendero ake kuna mambo: Aipiwa chinhu chipi nechipi chaaida kutora kuti aende nacho kumuzinda wamambo paainge achibva kwaigara vanhukadzi. Viz kapitolaShona BIBLE13 zvino musikana akapinda nomutoo akadaro kuna mambo, uye chinhu chipi nechipi chaaida aichipiwa, kuti abude nacho paimba yavakadzi, apinde mumba mamambo. Viz kapitola |