Estere 1:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Zvino mazuva iwayo akati apera, mambo akaitira mutambo vanhu vose vakanga vari paShusha panhare yamambo, vakuru navaduku, mazuva manomwe paruvanze rwomunda panhare yamambo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino mazuʋa iwayo akati apera, mambo akaitira mutambo ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari paShushani panhare yamambo, ʋakuru naʋaɗuku, mazuʋa manomŋe paruʋazhe rwomunda panhare yamambo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kuzoti mazuva iwayo apera, mambo akaitira vanhu mabiko amazuva manomwe munhandare yomubindu romumuzinda wokwamambo. Akaitira mabiko iwayo vanhu vose vakanga vari muguta guru reSusa, guta romuzinda, vose zvavo vakuru navaduku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kuzoti mazuva iwayo apera, mambo akaitira vanhu mabiko amazuva manomwe munhandare yomubindu romumuzinda wokwamambo. Akaitira mabiko iwayo vanhu vose vakanga vari muguta guru reSusa, guta romuzinda, vose zvavo vakuru navaduku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mazuva aya akati apera, mambo akaita mabiko akapedza mazuva manomwe, mumunhanga webindu romuzinda wamambo achiitira vanhu vose kubva kuvadiki kusvikira kuvakuru, vaigara munhare yeShushani. Viz kapitolaShona BIBLE5 Zvino mazuva iwayo akati apera, mambo akaitira mutambo vanhu vose vakanga vari paShusha panhare yamambo, vakuru navaduku, mazuva manomwe paruvanze rwomunda panhare yamambo; Viz kapitola |