Estere 1:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 nokuti akatuma n’wadhi kumativi ose enyika dzose dzamambo, divi rimwe nerimwe renyika nomunyorero wayo, norudzi rumwe norumwe norurimi rwarwo, kuti murume mumwe nomumwe ave murairi mumba make, ataure norurimi rwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 nokuti wakatuma ŋwadi kumatiʋi ose enyika dzose dzamambo, ɗiʋi rimŋe nerimŋe renyika nomunyorere wayo, norudzi rumŋe norumŋe norurimi rwarwo, kuti murume mumŋe nomumŋe aʋe murairi mumba make, ataure norurimi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Akatumira matsamba kunyika dzose dzoumambo hwake nyika nenyika achiinyorera namanyorero ayo, rudzi nerudzi nomutaurowo warwo kuti, murume woga woga ave ndiye tenzi womusha wake achitaura norurimi rwavanhu vokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Akatumira matsamba kunyika dzose dzoumambo hwake nyika nenyika achiinyorera namanyorero ayo, rudzi nerudzi nomutaurowo warwo kuti, murume woga woga ave ndiye tenzi womusha wake achitaura norurimi rwavanhu vokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akatumira matsamba kumativi ose oumambo hwake, kunyika imwe neimwe norunyoro rwayo nokumunhu mumwe nomumwe nomutauro wake achizivisa norurimi rwavanhu kuti murume mumwe nomumwe ave nesimba pamusoro peimba yake. Viz kapitolaShona BIBLE22 nokuti akatuma tsamba kumativi ose enyika dzose dzamambo, divi rimwe nerimwe renyika nomunyorero wayo, norudzi rumwe norumwe norurimi rwarwo, kuti murume mumwe nomumwe ave murairi mumba make, ataure norurimi rwake. Viz kapitola |