Eksodo 9:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Asi zviyo zvekoroni nezvesipereti hazvina kurohwa, nokuti zvakanga zvisina kukura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi ɀiyo ɀekoroni neɀesipereti haɀina‐kurobga, nokuti ɀakaŋga ɀisinakukura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi koroni neimwe iya yesipereti haina kuparadzwa nokuti yakanga isati yatumbuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi koroni neimwe iya yesipereti haina kuparadzwa nokuti yakanga isati yatumbuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kunyange zvakadaro gorosi nesipereti, hazvina kuparadzwa, nokuti zvakanga zvisati zvaibva.) Viz kapitola |