Eksodo 9:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mosesi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akasaʋaterera, seɀakaŋga ɀarebga naJehova kunaMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo. Farao akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakamboita Tenzi kuna Mosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo. Farao akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakamboita Tenzi kuna Mosesi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro uye haana kuda kuteerera kuna Mozisi naAroni, zvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mozisi. Viz kapitola |