Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 8:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 rwizi ruchazara kwazvo namatatya; achakwira, achipinda mumba mako, nomuimba yako yokuvata, napanhoo dzako, nomudzimba dzavaranda vako, napamusoro pavanhu vako, nomuzvoto zvako, nomumidziyo yako mamunokanyira zvokudya;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 rwizi rucazara kwaɀo namataca; acakwira, acipinda mumba mako, nomuimba yako yokuʋata, napanhoʋo dzako, nomudzimba dzaʋaranda ʋako, napamsoro paʋanhu ʋako, nomuɀoto ɀako, nomumidziyo yako momunokanyira ɀokudya;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Nairi urwu ruchazara kuti shutu namatafi. Achabudamo achindopinda mumba mako nomumba mako mokuvata, napamubhedha wako nomudzimba dzamachinda ako nedzavanhu vako nemaunokanyira zvingwa nemaunozvibikira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Nairi urwu ruchazara kuti shutu namatafi. Achabudamo achindopinda mumba mako nomumba mako mokuvata, napamubhedha wako nomudzimba dzamachinda ako nedzavanhu vako nemaunokanyira zvingwa nemaunozvibikira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nairi ruchazara namatatya. Achakwira agopinda mumuzinda wako nomuimba yako yokuvata uye napamubhedha wako, nomudzimba dzamachinda ako uye napavanhu vako uye nomuzvoto zvako nepokukanyira chingwa.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 8:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy