Eksodo 8:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Kana ukaramba kuvatendera, tarira, ndicharova nyika yako yose namatatya; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana ukaramba kuʋatendera, tarira, ndicaroʋa nyika yako yose namataca; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya. Viz kapitola |