Eksodo 7:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Zvino mwoyo waFarao ukawomeswa, akasavateerera; sezvakarehwa naJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mŋoyo waFarao ukawomeswa, akasaʋaterera; seɀakarebga naJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi mwoyo waFaro wakava wakaoma uye haana kuvateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha. Viz kapitola |