Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 6:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ndakazviratidza kuna Abhurahamu, nokunaIsaka, nokunaJakobho, ndiri Mwari waMasimbaose, asi ndakanga ndisingazikanwi navo nezita rangu rinonzi JEHOVHA.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndakaɀiratidza kunaAbrahama, nokunaIsaka, nokunaJakobo ndiri Mŋari wamasimba ose, asi ndakaŋga ndisiŋgazikanwi naʋo nezita raŋgu rinonzi JEHOVA.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 ndakazviratidza kuna Abhurahamu naIsaki naJakobho ndichizviti Aripagomo, asi handina kunge ndavaudza zita rangu rokuti Yahweh.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 ndakazviratidza kuna Abhurahamu naIsaki naJakobho ndichizviti Aripagomo, asi handina kunge ndavaudza zita rangu rokuti Yahweh.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ndakazviratidza kuna Abhurahama, kuna Isaka, nokuna Jakobho saMwari Wamasimba Ose, asi nezita rangu, Jehovha, handina kuzvizivisa kwavari.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 6:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy