Eksodo 5:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Varume ngavawedzerwe basa rinorema, varemerwa naro; kuti varege kurangarira mashoko enhema.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋarume ŋgaʋawedzerwe ɓasa rinorema, ʋaremerwe naro; kuti ʋarege kuraŋgarira mashoko enhema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Itai kuti basa rinyanye kuomera vanhu kuitira kuti varambe vachishanda uye varege kuteerera kunhema.” Viz kapitola |