Eksodo 5:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Vakasangana naMosesi naAroni, vakanga vamire panzira pakubuda kwavo pamberi paFarao; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋakasoŋgana naMosesi naAroni, ʋakaŋga ʋamire panzira pakuɓuɗa kwaʋo pamberi paFarao; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pakarepo vakasangana naMosesi naAroni vakanga vakavamirira kuti vaonane navo pakubuda kwavo vachibva pana Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pakarepo vakasangana naMosesi naAroni vakanga vakavamirira kuti vaonane navo pakubuda kwavo vachibva pana Farao. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pavakabva pana Faro, vakawana Mozisi naAroni vakavamirira, Viz kapitola |