Eksodo 5:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Varairi vamabasa vakavakurudzira, vachiti, “Pedzai basa renyu, mabasa amaifanira kuita mazuva ose muchino uswa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋarairi ʋamaɓasa ʋakaʋakurudzira, ʋaciti: Pedzai ɓasa renyu, maɓasa amaifanira kuita mazuʋa ose mucinoʋuswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vatariri vebasa vakaramba vachivamanikidza vachiti, “Pedzai basa ramakatarirwa pazuva rimwe nerimwe, sezvamaiita pamaiwana uswa.” Viz kapitola |