Eksodo 5:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Endai mega mundozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Endai mumene mundoɀitorera ʋuswa pamuŋgaʋuwana, nokuti ɓasa renyu haritapudzwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Endai mundozvitsvakira uswa kana kupi zvako kwamungahuwana, asi basa renyu haritapudzwi kana napaduku.’ ” Viz kapitola |