Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 5:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 Shure kwaizvozvo Mosesi naAroni vakaenda, vakati kuna Farao, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, ‘Tendera vanhu vangu kuenda, kuti vandiitire mutambo murenje.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Shure kwaiɀoɀo Mosesi naAroni ʋakaenda, ʋakati kunaFarao: Ɀanzi naJehova, Mŋari waIsraeri: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda, kuti ʋandiitire mutambo murenje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mosesi naAroni vakazoenda kuna Farao vakapira nyaya yavo vachiti, “Zvanzi naTenzi, Mwari vavaIsiraeri, regai vanhu vangu vaende kurenje kundondiitira mabiko.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mosesi naAroni vakazoenda kuna Farao vakapira nyaya yavo vachiti, “Zvanzi naTenzi, Mwari vavaIsiraeri, regai vanhu vangu vaende kurenje kundondiitira mabiko.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Shure kwaizvozvo Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakati, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri: ‘Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondiitira mutambo kurenje.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 5:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy