Eksodo 40:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 pakupinda kwavo mutende rokusangana, napakuswedera kwavo kuatari, vaishamba, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 pakupinda kwaʋo mutente rokusoŋgana, napakusweɗera kwaʋo kuartari, ʋaishamba, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 pakupinda mutendhe rokusanganira napakuenda paatari, vaishamba sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 pakupinda mutendhe rokusanganira napakuenda paatari, vaishamba sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vaishamba pose pavaipinda muTende Rokusangana kana kuswedera paaritari, sokurayirwa kwakaitwa Mozisi naJehovha. Viz kapitola |