Eksodo 4:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Zvino kana vachiramba kukutenda, kana kuteerera izwi rechiratidzo chokutanga, vachatenda izwi rechiratidzo chechipiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino kana ʋaciramba kukutenda, kana kuterera inzwi reciratidzo cokutaŋga, ʋacatenda inzwi reciratidzo cecipiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akati, “Kana vachinge varamba kubvuma zvauchareva, kana kugamuchira chiratidzo chokutanga, zvimwe vachanzwa zvinoreva chiratidzo chechipiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari akati, “Kana vachinge varamba kubvuma zvauchareva, kana kugamuchira chiratidzo chokutanga, zvimwe vachanzwa zvinoreva chiratidzo chechipiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Jehovha akati, “Kana vasingakutendi kana kuteerera kuchiratidzo chokutanga, vangangotendawo chechipiri. Viz kapitola |