Eksodo 39:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Napamusara wechina bheriri, neonikisi, nejasipiri; akanga akanyudzwa muzviruva zvendarama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Napamusara wecinna beriri, neoniksi, nejaspiri; akaŋga akanyudzwa muɀiruʋa ɀendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mutsara wechina waiva nekebheriri neonikisi nejasipa. Twakanga twakaiswa patusefa twesimbi twendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mutsara wechina waiva nekebheriri neonikisi nejasipa. Twakanga twakaiswa patusefa twesimbi twendarama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 mumutsara wechina maiva nekirisoriti, neonikisi uye nejasipa. Akanga akagadzirwa mukati mamaruva egoridhe. Viz kapitola |